Mama Kikie

Mama Kikie lm a content creator

Kana mazogara zivai kuti hama dzemurume dzakafanana nemacivil servant vanoshandira company iripo mazuvano
17/01/2026

Kana mazogara zivai kuti hama dzemurume dzakafanana nemacivil servant vanoshandira company iripo mazuvano

07/01/2026

Being single is lonely, Being married without peace is worse

Ndasuwa ex yangu ndikushaya ndomutanga ndichiti kudii Ndomuti kuricey kurambana here Aaaa ndapererwa ini
02/01/2026

Ndasuwa ex yangu ndikushaya ndomutanga ndichiti kudii
Ndomuti kuricey kurambana here
Aaaa ndapererwa ini

Dzimwe nguva unenge uchida kuita hit and run wosvika munhu wacho achinaka 🤣🤣🤣
01/01/2026

Dzimwe nguva unenge uchida kuita hit and run wosvika munhu wacho achinaka 🤣🤣🤣

31/12/2025

Kuroorwa I inyasha kunotorwa ane tubvudzi tunenge sora iwe ne Brazilian yako uripo uchingodzungaira senjuzi

30/12/2025
Ndechipi chinotora mukombe pakunhuwa hapwaMukamwaBhutsuDoroFodya
30/12/2025

Ndechipi chinotora mukombe pakunhuwa hapwa
Mukamwa
Bhutsu
Doro
Fodya

Address

433 10th Avenue Gezzina
Pretoria

Telephone

+27849830908

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mama Kikie posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share